Isaya 36:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo Eriakimu mwanakomana waHirikia, mufambisi webasa mumuzinda wamambo, naShebhina munyori, naJoa mwanakomana waAsafi munyori wenhoroondo, akabuda kundosangana naye.

Isaya 36

Isaya 36:1-7