Isaya 33:11-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. Munoita mimba yehundi, munobereka mashanga; kufema kwenyu ndiwo moto unokuparadzai.

12. Marudzi achapiswa kunge suko; vacharirima kunge huni dzeminzwa dzakatemwa.”

13. Imi vari kure, inzwai zvandakaita; imi vari pedyo, bvumai kuti ndine simba!

Isaya 33