Isaya 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha anopinda mukutonga vakuru navatungamiri vavanhu vake achiti, “Ndimi makaparadza munda wangu womuzambiringa; zvakapambwa zvinobva kuvarombo zviri mudzimba dzenyu.

Isaya 3

Isaya 3:9-15