Isaya 27:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Pazuva iro,Jehovha acharanga nomunondo wake, iwo munondo wake mukuru une simba uye unotyisa, Revhiatani nyoka inokurumidza, Revhiatani nyoka inogonyana; achauraya chikara chomugungwa.

2. Pazuva iro,“Imbai nezvomuzambiringa unobereka:

Isaya 27