Isaya 16:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Minda yeHeshibhoni yaoma uye mazambiringa eSibhima aomawo. Vatongi vamarudzi vatsika-tsika mizambiringa yakaisvonaka, iyo yambosvika kuJazeri uye yaitandira yakananga kurenje. Mabukira ayo aitandira kusvika kugungwa.

Isaya 16

Isaya 16:1-12