Isaya 16:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zvino Jehovha anoti, “Makore matatu asati apfuura, sokuverengwa kwaangaitwa nomuranda akazvisunga kubatira mubayiro, kukudzwa kweMoabhu navanhu vake vose vakawanda kuchazvidzwa, uye vakapukunyuka vake vachava vashoma kwazvo uye vasina simba.”

Isaya 16

Isaya 16:7-14