Isaya 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Semhara inovhimwa, samakwai asina mufudzi, mumwe nomumwe achadzokera kuvanhu vokwake, mumwe nomumwe achatizira kunyika yake.

Isaya 13

Isaya 13:4-15