Isaya 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiri kumutuma kurudzi rusina Mwari, ndinomutuma kuvanhu vanonditsamwisa, kundokomba nokutora nokubvuta zvakapambwa, nokuvatsikirira pasi sedope riri mumigwagwa.

Isaya 10

Isaya 10:1-13