Isaya 1:30-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

30. Muchafanana nomuouki wasvava mashizha, sebindu risina mvura.

31. Murume ane simba achava serwodzi nebasa rake sesasaradzi; zvose zvichatsva pamwe chete, pasina achadzima moto.”

Isaya 1