Hosea 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

mabukira ake achakura. Kunaka kwake kuchafanana nekwomuti womuorivhi, kunhuwira kwake sekwomusidhari weRebhanoni.

Hosea 14

Hosea 14:1-9