Hosea 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Endai namashoko uye mudzokere kuna Jehovha. Muti kwaari: “Regererai zvivi zvedu zvose mutigamuchire nenyasha, kuti tigopa zvibereko zvemiromo yedu.

Hosea 14

Hosea 14:1-9