Hosea 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuomba kwehondo kuchamukira vanhu venyu, zvokuti masvingo enyu ose achaparadzwa, sokuparadzwa kwakaitwa Bheti Aribheri neSharimani pazuva rokurwa, vanamai pavakapanhirwa pasi pamwe chete navana vavo.

Hosea 10

Hosea 10:6-15