Hosea 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha paakatanga kutaura kubudikidza naHosea, Jehovha akati kwaari, “Enda, undozvitorera mukadzi woufeve navana voufeve nokuti nyika ine mhosva yokuita ufeve hwakaipisisa nokuti yakabva kuna Jehovha.”

Hosea 1

Hosea 1:1-10