Habhakuki 3:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Mwari akabva kuTemani, iye Mutsvene akabva kuGomo reParani. Sera Umambo hwake hwakazadza matenga uye mbiri yake yakazadza nyika.

4. Kubwinya kwake kwakaita sokubuda kwezuva; bwerazuva hwakapenya huchibva muruoko rwake, makanga makavigwa simba rake.

5. Hosha yakaenda ichibva pamberi pake; denda rakatevera nhambwe dzake.

Habhakuki 3