Habhakuki 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe Jehovha ndiye simba rangu; anoita kuti tsoka dzangu dziite setsoka dzenondo, anondifambisa pamatunhu akakwirira. Kumutungamiri wokuimba, nemitengeranwa yangu.

Habhakuki 3

Habhakuki 3:10-19