Habhakuki 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, ndicharamba ndichidanidzira, ndichitsvaka rubatsiro kusvikira riniko, asi musingandinzwi? Kana kudana kwamuri ndichiti, “Ndorwiswa!” asi hamundiponesi?

Habhakuki 1

Habhakuki 1:1-8