Habhakuki 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Jehovha, ko hamugari nokusingaperi here? Mwari wangu, mutsvene wangu, hatingatongofi. Haiwa Jehovha, makavagadza kuti vatonge; imi Dombo, makavagadza kuti varange.

Habhakuki 1

Habhakuki 1:8-17