Genesisi 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvinhu zvose zvinorarama nezvinokambaira zvichava zvokudya zvenyu. Sezvandakakupai muriwo munyoro, ndiri kukupai zvino zvinhu zvose.

Genesisi 9

Genesisi 9:1-5