Genesisi 48:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Israeri akati kuna Josefa, “Ndava pedyo nokufa, asi Mwari achava newe uye achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu.

Genesisi 48

Genesisi 48:16-22