Genesisi 48:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Israeri akati kuna Josefa, “Handina kumbofunga kuti ndichaona chiso chakozve, uye zvino Mwari anditendera kuti ndione vana vakowo.”

Genesisi 48

Genesisi 48:8-20