Genesisi 43:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kuvatariri veimba yake, “Torai varume ava muende navo kumba kwangu, muuraye chipfuwo mugogadzira zvokudya; ava vanofanira kudya neni masikati ano.”

Genesisi 43

Genesisi 43:12-21