Genesisi 32:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nhume dzakati dzadzoka kuna Jakobho, dzakati kwaari, “Takaenda kumukoma wenyu Esau, uye ari kuuya zvino kuzosangana nemi, uye ana varume mazana mana.”

Genesisi 32

Genesisi 32:2-10