Genesisi 29:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rea akava nemimba uye akabereka mwanakomana. Akamutumidza zita rokuti Rubheni, nokuti akati, “Jehovha akaona kutambudzika kwangu. Zvirokwazvo murume wangu achandida zvino.”

Genesisi 29

Genesisi 29:25-35