Genesisi 25:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvake zvakandogara munzvimbo yaibva kuHavhira kusvikira kuShuri, pedyo nomuganhu weIjipiti, kana munhu achienda akananga kuAshuri. Uye vakagara vachipesana nehama dzavo.

Genesisi 25

Genesisi 25:12-24