“Akurumidza kutura chirongo chake papfudzi rake uye akati, ‘Inwai henyu, uye ndichanwisa ngamera dzenyuwo. Saka ndanwa mvura, uye anwisawo ngamera.