Genesisi 18:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvakadaro ngazvive kure nemi kuti muite chinhu chakadai, kuti muuraye vakarurama pamwe chete navatadzi, muchiitira vakarurama zvakafanana navatadzi. Zvakadaro ngazvive kure nemi! Ko, mutongi wenyika yose haangaiti zvakarurama here?”

Genesisi 18

Genesisi 18:21-27