Genesisi 17:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mwari akati, “Hongu, asi mukadzi wako Sara achakuberekera mwanakomana, uye uchamutumidza kuti Isaka. Ndichasimbisa sungano yangu sesungano isingaperi yezvizvarwa zvake zvinomutevera.

Genesisi 17

Genesisi 17:11-24