Genesisi 17:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Abhurama akati ava namakore makumi mapfumbamwe namapfumbamwe okuberekwa, Jehovha akazviratidza kwaari akati, “Ndini Mwari Wamasimba Ose; famba pamberi pangu uye uve wakarurama.

2. Ndichasimbisa sungano yangu pakati pangu newe uye ndichakukurisa kwazvo.”

3. Abhurama akawira pasi nechiso chake, uye Mwari akati kwaari,

Genesisi 17