Genesisi 16:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavata naHagari uye Hagari akabata pamuviri. Paakaziva kuti akanga ava napamuviri, akatanga kuzvidza tenzikadzi wake.

Genesisi 16

Genesisi 16:1-10