Genesisi 15:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro, Jehovha akaita sungano naAbhurama akati, “Nyika iyi ndinoipa kuzvizvarwa zvako, kubva kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, Yufuratesi,

Genesisi 15

Genesisi 15:14-21