Genesisi 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakadzokera vakaenda kuEni Mishipati (ndiro Kadheshi), uye vakakunda nyika yose yavaAmareki, pamwe chete navaAmori vakanga vachigara muHazazoni Tamari.

Genesisi 14

Genesisi 14:1-12