Genesisi 13:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Saka Abhurama akakwira achibva kuIjipiti akaenda kuNegevhi, nomukadzi wake uye nezvinhu zvose zvaakanga anazvo, uye Roti akaenda naye.

2. Abhurama akanga apfuma kwazvo pamombe nesirivha uye negoridhe.

3. Kubva kuNegevhi akafamba nzvimbo nenzvimbo kusvikira asvika kuBheteri, kunzvimbo iri pakati peBheteri neAi kwaimbova netende rake kare

Genesisi 13