Genesisi 12:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Abhurama akabva, sezvaakanga audzwa naJehovha; uye Roti akaenda naye. Abhurama akanga ava namakore makumi manomwe namashanu okuberekwa paakasimuka kubva paHarani.

Genesisi 12

Genesisi 12:1-12