Genesisi 10:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Iyi ndiyo rondedzero yamarudzi aShemu, Hamu naJafeti, vana vaNoa, avo vakaitawo vanakomana mushure mamafashamu.

2. Vanakomana vaJafeti vanoti: Gomeri, Magogi, Madhai, Javhani, Jubhari, Mesheki naTirasi.

3. Vanakomana vaGomeri vanoti: Ashikenazi, Rifati naTogarima.

Genesisi 10