Genesisi 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino nyika yakanga isina kugadzirwa uye isina chinhu, rima rakanga riri pamusoro pemvura yakadzika, uye Mweya waMwari wakanga uchigara pamusoro pemvura.

Genesisi 1

Genesisi 1:1-6