Ezira 7:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha ngaarumbidzwe, Mwari wamadzibaba edu, uyo akaisa izvi mumwoyo mamambo, kuti auyise kukudzwa kuimba yaJehovha muJerusarema nenzira yakadai,

Ezira 7

Ezira 7:20-28