Ezira 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye navamwe vanhu avo vakadzingwa naAshuribhanipari mukuru uye anokudzwa, uye vakandogara muguta reSamaria nokune dzimwe nzvimbo dziri mhiri kwaYufuratesi.

Ezira 4

Ezira 4:7-19