Ezira 2:23-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. veAnatoti vaiva zana namakumi maviri navasere;

24. veAzimavheti vaiva makumi mana navaviri;

25. veKiriati Jearimi, Kefira, neBheroti vaiva mazana manomwe namakumi mana navatatu;

26. veRama neGebha vaiva mazana matanhatu namakumi maviri nomumwe chete;

Ezira 2