Ezira 10:38-44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

38. Kubva kuzvizvarwa zvaBhinui: Shimei,

39. Sheremia, Natani, Adhaya,

40. Makinadhebhai, Shashai, Sharai,

41. Azareri, Sheremia, Shemaria,

42. Sharumi, Amaria naJosefa.

43. Kubva kuzvizvarwa zvaNebho: Jeyeri, Matitia, Zabhadhi, Zebhina, Jadhai, Joere naBhenaya.

44. Vose ava vakanga vawana vakadzi vatorwa, uye vamwe vavo vakanga vava navana navakadzi ava.

Ezira 10