Ezekieri 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kubwinya kwaMwari waIsraeri kwakakwira kuchibva pamusoro pamakerubhi, pakwakanga kuri, ndokuswedera kuchikumbaridzo chetemberi. Ipapo Jehovha akadana murume akanga akapfeka mucheka uya akanga ane zvinyoreso parutivi rwake

Ezekieri 9

Ezekieri 9:1-8