Ezekieri 8:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatarisa, ndikaona chimiro chakaita sechomunhu. Kubva ipapo zvichikwira kumusoro, kuratidzika kwake kwainge kuchibwinya sedare rinopisa.

Ezekieri 8

Ezekieri 8:1-6