Ezekieri 8:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakapinda mukati ndikatarisa, ndikaona mifananidzo pamadziro ose yezvinhu zvose zvinokambaira uye nemhuka dzinonyangadza nezvifananidzo zvose zveimba yaIsraeri.

Ezekieri 8

Ezekieri 8:8-15