Ezekieri 46:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukati mamakona mana oruvazhe rwokunze makanga muna mavazhe akakomberedzwa, akareba makubhiti makumi mana noupamhi hwaiva namakubhiti makumi matatu; ruvazhe rumwe norumwe mumakona mana aya rwakanga rwakaenzana.

Ezekieri 46

Ezekieri 46:18-24