Ezekieri 46:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, kana akapa chipo kubva panhaka yake kuno mumwe wavaranda vake, muranda uyu angachichengeta hake kusvikira pagore rokusununguka; ipapo chichadzoserwa kumuchinda. Nhaka yake ndeyavanakomana vake chete; ndeyavo.

Ezekieri 46

Ezekieri 46:11-21