Ezekieri 40:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makamuri aro, matatu kurutivi rumwe norumwe, masvingo aro aionekera nebiravira raro zvakanga zvakaenzana nezviya zvesuo rokutanga. Rakanga rakareba makubhiti makumi mashanu uye rina makubhiti makumi maviri namashanu paupamhi.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:13-29