Ezekieri 40:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzakanga dzakaganhurana norutivi rwamasuo uye zvakaenzana paupamhi nokureba; ndiyo yakanga iri nzira yakavakirwa yenyasi.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:12-19