Ezekieri 39:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachakanganwa kunyadziswa kwavo nokusatendeka kwavo kwose kwavakaratidza kwandiri pavakagara zvakanaka munyika yavo pasina aivavhundusa.

Ezekieri 39

Ezekieri 39:17-28