Ezekieri 26:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. ipapo ndichakuburutsa pamwe chete navaya vanoburukira kugomba, kuvanhu vakarekare.

21. Ndichakusvitsa kumagumo anotyisa uye hauchazovepozve. Uchatsvakwa, asi haungawanikwizve, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.”

Ezekieri 26