Ezekieri 23:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva ravakabayira vana vavo, kuzvifananidzo zvavo, vakapinda munzvimbo yangu tsvene vakaisvibisa. Ndizvo zvavakaita mumba mangu.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:32-46