Ezekieri 23:30-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

30. zvakaisa izvi pamusoro pako, nokuti iwe wakachiva ndudzi ndokuzvisvibisa nezvifananidzo zvadzo.

31. Wakafamba nenzira yomunun'una wako; saka ndichaisa mukombe wake muruoko rwako.

32. “Zvanzi naIshe Jehovha: Uchanwa mukombe womukoma wako, mukombe mukuru wakadzika; uchakuvigira kusekwa nokumhurwa, nokuti une zvakawanda.

Ezekieri 23